Innomas-Ten OVER Ten Gal lyrics



lyrics

Uri 10 over 10 Gal
Kwandiri urinumb1 Gal
Madiro andinokuita ndidei
Chingonditi I love u babie ndinzwe

Uri 10 over 10 Gal
Kwandiri urinumb1 Gal
Madiro andinokuita ndidei
Chingonditi I love u babie ndinzwe

Haumbofa wakabuda mangu mumemory
Ndinokuda zvemashuwa shuwa memory
Hazviite ndikusiye wakabva kunamwari
Une real love babie kwete yemari

Wakandida kudaro ndisina chinhu
Wakangoti babie ndoda munhu anehunhu
Ndichakuda ndirimupenyu zvechifinhu
Unondipa love senge yemufirimu

Paunouya kumba kwedu
tichasimbaradza hukama wedu
babie hatimbonetsana pachedu
Tinowirinaa palove yedu

Ndinongoda iwe chete uri1
masibanda wangu murinumb 1
Vachashamisika wavapadeni
vanoda kutimisa vabvumidzwa nani

Share  good music

DOWNLOAD SONG FROM THE LINK BELOW
https://www.sendspace.com/file/1ljlnp

Comments

Popular posts from this blog

MUGABE ATTENDED CHAMISA'S RALLY?

WHO IS BAZOOKER?

PRODUCER KJONZ FURIOUS OVER CHILSPOT RECORDZ RE RECORDING OF "PUMACOL-FATHER DEVIL SONG ON PANOMAMA MUNHU RIDDIM